Paroles de Ehee
Paroles de Ehee Par ENZO ISHALL
Eiyee...eiyee.. eiyee
Eiyee...eiyee.. eiyee
Ndoda kubvisa pa obvious
Zvisina kumira mushe zviri serious
Sa scott, kuku
Kune variko ndisite ndisimbise
Mwari ndokumbira kuti vachanese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Ndimerure ini handitengese
Tirikuno tirikuno
Hatina chinono titone zano
Hatipo pakati pemazino
Asi nhasi asiyana nemusiuno
Dzichava nhorondo (Aah)
Mwari vanobuditsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
So zvaikozvino ndiri covered
Handimbomire ndinoramba ndiro forward
Handimerure handi linke nema cowards
Nditori mudie hard
Zvaitombonetsa zvaitononotsa
Zvaitovhundutsa pachivhurumutsa
Pakabhururutsa shiri takadzipotsa
Asi izvi ndakarinzwa richiti
Nyarara nyarara, hauna kuraswa
Hausi marara
Mwari vakamuka havana kurara
Chitarira uone mhandu yoparara
Dzichava nhorondo (Aah)
Mwari vanobuditsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
Ndokwikwidza ndokwikwidza
Handisi kumira ndopamidza
Chakandirwadza chakandichenjenjedza
Ndosaka pasina chichandidonhedza
Ndasimba ndafamba
Ndasimba nerimba ndasimba
Vazvimba
Zvakudyika ndyika ndakazviramba
Dzichava nhorondo (Aah)
Mwari vanobuditsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
Kune variko ndisite ndisimbise
Mwari ndokumbira kuti vachenese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Ini handimerure ini handitengese
Tirikuno tirikuno
Hatina chinono titone zano
Hatipo pakati pemazino
Asi nhasi asiyana nemusiuno
Idzi, zichava nhorondo (Aah)
Mwari vanobuditsa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
Ehee, ehee, ehee
Taitombo dai so, takumbo dai so
Ecouter
A Propos de "Ehee"
Plus de Lyrics de ENZO ISHALL
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl