Chiziviso Lyrics
Chiziviso Lyrics by ENZO ISHALL
Ichi chingoma ijoker rakandwa nakudzie
Takutongotanga nokutodzika midzi
Idzi tadzika midzi chinombo tangidzwa patsva nyangwe kuma tsva
Munhu arikuda munhu asi munhu ane munhu
Ipapo ndipo pachatangira chifindu
Ndamunzwa uyu achipopota achiti taku restarter
Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuchooser
Pachaita nharo sepachiguza vakawanda varikutokuza
Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuchooser
Pachaita nharo sepachiguza ndaona vakawanda vachikuza
Iwe zvaunenge uri kutoshamisika
Munhu ndewa mwari hausiriwe wakamusika
Izvi ndozviripo ndozvakutoitika
Pamusoroi kune vese vachangozvika
Chizivisoo inzwa kani chizivisoo inzwai kani
Chizivisoo onzwai kani chizivisoo
Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuchooser
Pachaita nharo sepachiguza vakawanda varikutokuza
Hapana munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuchooser
Pachaita nharo sepachiguza ndaona vakawanda vachikuza
Saka kana watobvutirwa tsvaka wekubvuta
Usada kutiyemera senge urimukuta tuta
Changamuka pakaita kupfuta
Simudza musoro senge munhu akaguta
Chitotora munhu nokukanda pamufudze
Usacheukuire kudzi unokonzeresa njozi
Nyaya idzi dzichazobudisisa misodzi kunyanya kuvaridzi
Chizivisoo inzwai kani chizivisoo inzwai kani
Chizivisoo inzwai kani chizivisoo
Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuchooser
Pachaita nharo sepachiguza vakawanda varikutokuza
Hapana munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuchooser
Pachaita nharo sepachiguza ndaona vakawanda varikutokuza
Ichi chingoma ijoker rakandwa nakudzi
Takutongo tanga nekutodzika midzi
Idzi tadzika midzi chinombo tangidzwa patsva nyangwe kumatsva
Munhu arikuda munhu asi munhu ane munhu
Ipapo ndipo pachatangira chifinhu
Ndamunzwa uyu achipopota achiti taku restarter
Hapasisina munhu wemunhu ikozvino
Tese tiri kutangidza kuchooser
Pachaita nharo sepachiguza vakawanda varikutokuza
Watch Video
About Chiziviso
More ENZO ISHALL Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl