...

Dzirere Lyrics by JAH PRAYZAH

Muchakura rinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
Achanamata ndiani
Kana ndaenda
Muchamira naniko
(Ndaireva)

Muchakura rinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
(Ndaireva)
Achanamata ndiani
Kana ndaenda Muchamira naniko

Ndaireva, ndaimboreva
Kura mwanangu uve gweta
Sevamwe

Ndaireva, Ndaimboreva
Kura mwanangu, uve chiremba
Ndidadewo

Vanakomana ndinavo
Ava Marombe Enzira
Vanasikana ndinavo
Vombeya, vozeya
Chamakabata chamakasimudza
Chandichadada nacho chii
Zvandave hari yofanzirofa
Ndaringa kumadokero
Vamwe vioti dzirere
Dzirere wo, dzichakurera wo

Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo
Dzirere pwere dzirere
Dzirere kani dzichakurera
Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo

Vana vevamwe vakagarika
Vakayambuka inga wani
Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo
Vana vevamwe vakasimuka
Vakayambuka ingawani Muchingoti
Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo

Chikuru kuru kuziva
Nepekushandisa mukana
Chikuru kuru kuzova
Nechako chimwe chakaringana
Uchamira wega wogara waratidza wakura
Wotomira segamba
Usagududza mukapinda munzira
Mwanangu chitobata rako jana

Makangwarire kuzambire mushana
Kunge kutumwa
Kana ririjambwa Muyereswe
Kana riri jambwa    

Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa
Kana ririjambwa mujereswe kana riri jambwa

Makangwarire kuzambire mushana
Kunge kutumwa
Kana ririjambwa mujereswe
Kana riri jambwa

Makangwarire kuzambire mushana
Kunge kutumwa
Kana ririjambwa muyereswe
Kana riri jambwa

Muchakura rinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
Achanamata ndiani
Kana ndaenda
Muchamira naniko  (naniko)

Muchakura rinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
Achanamata ndiani
Kana ndaenda
Muchamira naniko

Vana vevamwe vakayambuka
Vakagarika inga wani
Vana vevamwe  vakasimuka
Vakayambuka inga wani
Muchingoti

Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo

Dzirere pwere dzirere
Dzirere kani dzichakurera wo

Dzirere pwere dzirere
Dzirere kani dzichakurera wo

Vana vevamwe vakagarika
Vakayambuka ingawani

Dzirere pwere dzirere
Dzirere kani dzichakurera wo

Vana vevamwe vakasimuka
Vakayambuka inga wani Muchingoti

Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo

Makangwarire kuzambire mushana
Kunge kutumwa
Kana ririjambwa muyereswe
Kana ririjambwa
Makangwarire kuzambire Mushana
Kunge kutumwa
Kana ririjambwa muyereswe
Kana ririjambwa

 

Watch Video

About Dzirere

Album : Hokoyo (Album)
Release Year : 2020
Added By : Afrika Lyrics
Published : May 20 , 2020

More JAH PRAYZAH Lyrics

JAH PRAYZAH
JAH PRAYZAH
JAH PRAYZAH
JAH PRAYZAH

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2020, New Africa Media Sarl