ENZO ISHALL Urikutsvireiko cover image

Urikutsvireiko Lyrics

Urikutsvireiko Lyrics by ENZO ISHALL


Apa kapu yacho haina mubato
Ine tsito kapu ichangobva pamoto
Haunyare kuda kunyadzisa ghetto
Hona kapu yacho ndeyesimbi
Hausi ngwambi (nhai)

Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga
Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga

Kana zvisiri kubhadhara siya
Aiwa kanda uko delete clear
Famba iwe mhani iwe vhiya
Hmmm iwe hausi tsaga usazodhibha iya iya
Panongoda kunzi haa maya bho
Kubhogedzera kuwin kuti bho-o
Kutaura kuno ngoma iri ranzi bho
Hanzi eaita senge pfuti painorira kuti

Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga
Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga

Ndiwe unobhadhara rent
Unotenga hupfu, madhirezi ne
Hausi kupihwa kana hug zvayo mapapiro
Wakanzi mangwana nhasi wakunzi mangwana
Une nharo, uri kushandiswa madiro
Ahanzvadzi, zvamuri kufudzwa kunge mbudzi
Munhu ari kuzviti mbinga
Haana chaanotenga chake kungotsenga
Ndiwe uri kushingirira ndiwe uri kupenga

Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga
Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga

(Saka)
Fanike ndisati ndapapinda ndokoshesa benefit
Kune vese vari kuhodha koshesa mapurofiti
Kune vari kutswinya dombo ndoti horaiti
Answer yacho ichazobuda kana wapinda mu
Apa kapu yacho haina mubato
Ine tsito kapu ichangobva pamoto
Haunyare kuda kunyadzisa ghetto
Hona kapu yacho ndeyesimbi
Hausi ngwambi (nhai)

Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga
Uri kutsvireiko, tea kana isina sugar
Chilhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu injuga pakuda chimafia
Hapadi chitsaga tsaga

Watch Video

About Urikutsvireiko

Album : Urikutsvireiko (Album)
Release Year : 2020
Added By : Farida
Published : Mar 22 , 2020

More ENZO ISHALL Lyrics

ENZO ISHALL
ENZO ISHALL
ENZO ISHALL
ENZO ISHALL

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2024, We Tell Africa Group Sarl